Tsumo translation 3
Tsumo dzakadudzirwa neChingezi (Shona proverbs translated to English) Practice Exercise Click here to attempt practice questions.

Mhuka nevana vadzo (animals and their young ones in Shona) Practice Click here to attempt quiz and test yourself.
Madimikira, Shona idioms and their meanings in Shona 1. Kupura nyemba nemusana- kugarika zvikuru .2. Kunwisa mvura- kunaka/kuyevedza. 3. Kuita muonera pamwe chuma chemuzukuru- kubatsirana. 4. Kuve nechinya chiri pahuma segurwe- kuve nehasha zvikuru. 5. Kuzvimbirwa nenyemba dzevabvuwi- kuita pamuviri. 6. Kuita gomo risina ukwiriko- munhu anotyisa kana atsamwa. 7. Kufemera pamusoro sendere- kutsamwa zvakanyanya. 8. Kuitwa …
A list of Shona proverbs, tsumo. Learn and spice up your Shona language. 1. Afirwa haaringwi kumeso 2. Aguta haaoneki 3. Aiva madziva ave mazambuko 4. Akuruma nzeve ndewako 5. Akwewa sanzu akwewa namashizha aro 6. Ane ganda ane nyama hazvienzane nowakabata hohwa 7. Ane marengenya haacharike moto 8. Ane mhuri kwayo ndeane ndume ane …